-
Johani 11:32Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
32 Mariya paakasvika kwakanga kuina Jesu akamuona, akawira patsoka dzake, achiti kwaari: “Ishe, kudai makanga muri pano, hanzvadzi yangu ingadai isina kufa.”
-