-
Johani 11:39Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
39 Jesu akati: “Bvisai dombo.” Marita, hanzvadzi yemufi, akati kwaari: “Ishe, iye zvino anofanira kunge ava kunhuhwa, nekuti ratova zuva rechina.”
-