-
Johani 11:44Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
44 Murume wacho akanga akafa akabuda akamonererwa machira mumakumbo nemaoko, uye chiso chake chakanga chakamonererwa nejira. Jesu akati kwavari: “Musunungurei mumurege aende.”
-