Johani 11:55 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 55 Paseka+ yevaJudha yakanga yava pedyo, uye vanhu vazhinji vaibva kuruwa vakakwidza kuJerusarema Paseka isati yatanga kuti vazvichenese sezvaidiwa neMutemo. Johani Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 11:55 Jesu—Nzira, p. 236 Nharireyomurindi,10/15/1989, p. 86/1/1989, p. 8
55 Paseka+ yevaJudha yakanga yava pedyo, uye vanhu vazhinji vaibva kuruwa vakakwidza kuJerusarema Paseka isati yatanga kuti vazvichenese sezvaidiwa neMutemo.