Johani 13:36 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 36 Simoni Petro akati kwaari: “Ishe, muri kuenda kupi?” Jesu akapindura kuti: “Kwandiri kuenda haukwanisi kunditevera iye zvino, asi uchatevera gare gare.”+
36 Simoni Petro akati kwaari: “Ishe, muri kuenda kupi?” Jesu akapindura kuti: “Kwandiri kuenda haukwanisi kunditevera iye zvino, asi uchatevera gare gare.”+