Johani 18:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Jesu akamupindura kuti: “Ndakataura kunyika pachena. Ndaigara ndichidzidzisa musinagogi nemutemberi,+ munoungana vaJudha vese, uye handina chandakataura pachivande.
20 Jesu akamupindura kuti: “Ndakataura kunyika pachena. Ndaigara ndichidzidzisa musinagogi nemutemberi,+ munoungana vaJudha vese, uye handina chandakataura pachivande.