Mabasa 3:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Mwari paakamutsa Mushumiri wake, akatanga kumutuma kwamuri+ kuti akukomborerei achiita kuti mumwe nemumwe wenyu abve pamabasa ake akaipa.” Mabasa Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 3:26 Nharireyomurindi,6/1/1990, p. 13
26 Mwari paakamutsa Mushumiri wake, akatanga kumutuma kwamuri+ kuti akukomborerei achiita kuti mumwe nemumwe wenyu abve pamabasa ake akaipa.”