Mabasa 6:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Izvi zvakaita kuti shoko raMwari rirambe richipararira,+ uye vadzidzi vakaramba vachiwedzera zvikuru+ muJerusarema; uye vapristi vakawanda vakatanga kuva vatendi.+ Mabasa Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 6:7 Nharireyomurindi,4/1/2001, pp. 10-11
7 Izvi zvakaita kuti shoko raMwari rirambe richipararira,+ uye vadzidzi vakaramba vachiwedzera zvikuru+ muJerusarema; uye vapristi vakawanda vakatanga kuva vatendi.+