Mabasa 17:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Vakapfuura nemuAmfiporisi nemuAporoniya, vakasvika kuTesaronika,+ kwaiva nesinagogi revaJudha. Mabasa Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 17:1 Kupupurira Kwazvo, p. 133