Mabasa 25:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Festo akati: “Mambo Agripa nemi mese muri pamwe nesu, murume wamuri kuona uyu ndiye wandakakumbirwa nezvake nevaJudha vese vekuJerusarema nevekuno, vachishevedzera kuti haafaniri kuramba ari mupenyu.+
24 Festo akati: “Mambo Agripa nemi mese muri pamwe nesu, murume wamuri kuona uyu ndiye wandakakumbirwa nezvake nevaJudha vese vekuJerusarema nevekuno, vachishevedzera kuti haafaniri kuramba ari mupenyu.+