VaRoma 5:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Nekuti kusateerera kwemunhu mumwe chete kwakaita kuti vakawanda vanzi vatadzi,+ saka kuteerera kwemunhu mumwe chete kuchaitawo kuti vakawanda vanzi vakarurama.+ VaRoma Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 5:19 Nharireyomurindi,4/15/1999, p. 12
19 Nekuti kusateerera kwemunhu mumwe chete kwakaita kuti vakawanda vanzi vatadzi,+ saka kuteerera kwemunhu mumwe chete kuchaitawo kuti vakawanda vanzi vakarurama.+