1 VaKorinde 9:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Pane murwi angashanda asingabhadharwi here? Pane angadyara munda wemizambiringa orega kuzodya mazambiringa acho here?+ Kana kuti pane angafudza zvipfuwo orega kunwawo mukaka wacho here?
7 Pane murwi angashanda asingabhadharwi here? Pane angadyara munda wemizambiringa orega kuzodya mazambiringa acho here?+ Kana kuti pane angafudza zvipfuwo orega kunwawo mukaka wacho here?