1 VaKorinde 9:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Kana ndichiita izvi ndichida, ndine mubayiro; asi kunyange kana ndikazviita ndisingadi, ndine utariri hwandakapiwa.+
17 Kana ndichiita izvi ndichida, ndine mubayiro; asi kunyange kana ndikazviita ndisingadi, ndine utariri hwandakapiwa.+