-
2 VaKorinde 3:1Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
3 Totanga zvakare kukuratidzai kuti tiri vanaani here? Kana kuti isuwo, kungofanana nevamwe vanhu, tinofanira kukutumirai tsamba dzinotirumbidza kana kuti tinofanira kuwana dzinobva kwamuri here?
-