2 VaKorinde 12:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Ndava kuita sebenzi. Ndimi makandiita kuti ndidaro, nekuti ndimi maifanira kundirumbidza. Nekuti hapana pandakava akaderera kuvaapostora venyu vakanakisisa, kunyange zvazvo ndingasava chinhu.+
11 Ndava kuita sebenzi. Ndimi makandiita kuti ndidaro, nekuti ndimi maifanira kundirumbidza. Nekuti hapana pandakava akaderera kuvaapostora venyu vakanakisisa, kunyange zvazvo ndingasava chinhu.+