-
2 VaKorinde 12:20Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
20 Nekuti ndinotya kuti pandinosvika, ndingakuwanai musina kuita sezvandinoshuva uye ini ndingasava sezvamunoshuva, asi ndingasvika paine kukakavadzana, godo, kupopotedzana, kusawirirana, kunyeyana, makuhwa, kuzvitutumadza, uye nyonganyonga.
-