VaFiripi 1:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Izvi zvinoenderana nechido chakasimba chandiinacho uye tariro yekuti handina chandichanyara nacho, asi kuti ndichitaura ndakasununguka, Kristu achakudzwa iye zvino, sezvaagara achiitwa, kuburikidza nemuviri wangu, mungava mukurarama kana murufu.+
20 Izvi zvinoenderana nechido chakasimba chandiinacho uye tariro yekuti handina chandichanyara nacho, asi kuti ndichitaura ndakasununguka, Kristu achakudzwa iye zvino, sezvaagara achiitwa, kuburikidza nemuviri wangu, mungava mukurarama kana murufu.+