-
VaFiripi 1:27Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
27 Chamuri kufanira kungoita chete kuzvibata zvinoenderana nemashoko akanaka pamusoro paKristu,+ kuti kunyange ndikauya ndokuonai kana kuti kana ndikasavapo, ndinzwe nezvenyu kuti makamira makasimba mumafungiro mamwe chete, uye mweya mumwe chete,*+ muchishanda nesimba pamwe chete nekuda kwekutenda kwemashoko akanaka,
-
-
VaFiripiBhuku Rinobatsira Kutsvakurudza
-
-
w12 8/15 pp. 11-12 ndim. 1-3
w10 9/15 p. 13 ndim. 9
-