2 VaTesaronika 2:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Asi hama dzinodiwa naJehovha,* tinofanira kugara tichitenda Mwari nekuda kwenyu, nekuti kubvira pakutanga Mwari akakusarudzai+ kuti muponeswe nekukutsvenesai+ nemweya wake uye nekutenda kwenyu muchokwadi. 2 VaTesaronika Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 2:13 Nharireyomurindi,9/15/2008, p. 30
13 Asi hama dzinodiwa naJehovha,* tinofanira kugara tichitenda Mwari nekuda kwenyu, nekuti kubvira pakutanga Mwari akakusarudzai+ kuti muponeswe nekukutsvenesai+ nemweya wake uye nekutenda kwenyu muchokwadi.