VaHebheru 8:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Nekuti iye anoratidza vanhu kuti vakakanganisa paanoti: “‘Inzwai! Mazuva achasvika,’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha,* ‘andichaita sungano itsva neimba yaIsraeri uye neimba yaJudha.
8 Nekuti iye anoratidza vanhu kuti vakakanganisa paanoti: “‘Inzwai! Mazuva achasvika,’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha,* ‘andichaita sungano itsva neimba yaIsraeri uye neimba yaJudha.