VaHebheru 10:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Nekuti sezvo Mutemo uri mumvuri+ wezvinhu zvakanaka zvichauya,+ asi usiri zvinhu zvacho chaizvo, haugoni* kuita kuti vaya vanoswedera pedyo vave vakakwana vachishandisa zvibayiro zvavanongoramba vachipa gore negore.+ VaHebheru Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 10:1 Nharireyomurindi,8/15/2000, p. 17
10 Nekuti sezvo Mutemo uri mumvuri+ wezvinhu zvakanaka zvichauya,+ asi usiri zvinhu zvacho chaizvo, haugoni* kuita kuti vaya vanoswedera pedyo vave vakakwana vachishandisa zvibayiro zvavanongoramba vachipa gore negore.+