1 Petro 1:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Vakaramba vachitsvaga kuti inguva ipi kana kuti mwaka upi wakanga uchiratidzwa nemweya waiva mavari nezvaKristu,+ pawaipupura nezvekutambura kwaizoita Kristu+ uye nezvekukudzwa kwaizotevera. 1 Petro Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 1:11 Nharireyomurindi,6/15/2002, pp. 13-14
11 Vakaramba vachitsvaga kuti inguva ipi kana kuti mwaka upi wakanga uchiratidzwa nemweya waiva mavari nezvaKristu,+ pawaipupura nezvekutambura kwaizoita Kristu+ uye nezvekukudzwa kwaizotevera.