1 Johani 5:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Munhu anotenda muMwanakomana waMwari ane uchapupu hwacho mumwoyo make. Munhu asingatendi muna Mwari anenge amuita murevi wenhema,+ nekuti haana kutenda uchapupu hwakapiwa naMwari pamusoro peMwanakomana wake.
10 Munhu anotenda muMwanakomana waMwari ane uchapupu hwacho mumwoyo make. Munhu asingatendi muna Mwari anenge amuita murevi wenhema,+ nekuti haana kutenda uchapupu hwakapiwa naMwari pamusoro peMwanakomana wake.