Genesisi 34:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Varume vacho vachabvumirana nesu kuti vagare nesu kuti tive vanhu vamwe kana tangoita izvi chete, kuti vanhurume vedu vose vadzingiswe sokudzingiswa kwavakaitwa ivo.+
22 Varume vacho vachabvumirana nesu kuti vagare nesu kuti tive vanhu vamwe kana tangoita izvi chete, kuti vanhurume vedu vose vadzingiswe sokudzingiswa kwavakaitwa ivo.+