Genesisi 39:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Kubvira panguva yaakamugadza kuti atarisire imba yake uye kuti atarisire zvose zvaiva zvake, Jehovha akaramba achikomborera imba yomuIjipiti wacho nokuda kwaJosefa, uye chikomborero chaJehovha chakava pazvose zvaaiva nazvo mumba nomumunda.+
5 Kubvira panguva yaakamugadza kuti atarisire imba yake uye kuti atarisire zvose zvaiva zvake, Jehovha akaramba achikomborera imba yomuIjipiti wacho nokuda kwaJosefa, uye chikomborero chaJehovha chakava pazvose zvaaiva nazvo mumba nomumunda.+