Genesisi 39:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Naizvozvo mukuru mukuru wejeri akaisa vasungwa vose vaiva mujeri muruoko rwaJosefa; uye zvinhu zvose zvavakanga vachiita imomo ndiye aiita kuti zviitwe.+
22 Naizvozvo mukuru mukuru wejeri akaisa vasungwa vose vaiva mujeri muruoko rwaJosefa; uye zvinhu zvose zvavakanga vachiita imomo ndiye aiita kuti zviitwe.+