Genesisi 39:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Mukuru mukuru wejeri akanga asina kana chaaitarisira chaiva muruoko rwake, nokuti Jehovha akanga aina Josefa uye Jehovha aiita kuti zvaakanga achiita zvibudirire.+
23 Mukuru mukuru wejeri akanga asina kana chaaitarisira chaiva muruoko rwake, nokuti Jehovha akanga aina Josefa uye Jehovha aiita kuti zvaakanga achiita zvibudirire.+