Genesisi 43:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 Zvino Josefa akanga ava kukurumidza, nokuti akarwadziwa mumwoyo nokuda kwomunun’una wake,+ zvokuti akatsvaka nzvimbo yokuchemera uye akapinda muimba yomukati, akasvimha misodzi ari imomo.+
30 Zvino Josefa akanga ava kukurumidza, nokuti akarwadziwa mumwoyo nokuda kwomunun’una wake,+ zvokuti akatsvaka nzvimbo yokuchemera uye akapinda muimba yomukati, akasvimha misodzi ari imomo.+