Genesisi 49:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Pashure paizvozvo vakavarayira, vakati kwavari: “Ndiri kuiswa kwakaiswa vanhu vokwangu.+ Ndivigei nemadzibaba angu mubako riri mumunda waEfroni muHiti,+
29 Pashure paizvozvo vakavarayira, vakati kwavari: “Ndiri kuiswa kwakaiswa vanhu vokwangu.+ Ndivigei nemadzibaba angu mubako riri mumunda waEfroni muHiti,+