Genesisi 1:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Pashure Mwari akaona kuti chiedza chakanga chakanaka, uye Mwari akaparadzanisa chiedza nerima.+