Genesisi 18:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Zvino vakati kwaari: “Mudzimai wako Sara ari kupi?”+ Iye akati: “Mutende umo!”+