Genesisi 24:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Asi mushandi wacho akati kwaari: “Ko kana mukadzi wacho asingadi kuuya neni kunyika ino? Ndinofanira kudzorera mwanakomana wenyu kunyika yamakabva here?”+
5 Asi mushandi wacho akati kwaari: “Ko kana mukadzi wacho asingadi kuuya neni kunyika ino? Ndinofanira kudzorera mwanakomana wenyu kunyika yamakabva here?”+