Genesisi 26:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Ivo vakati: “Chokwadi taona kuti Jehovha anewe.+ Nokudaro tati, ‘Tapota, ngapave nemhiko yezvatinosungirwa kuita pakati pedu,+ pakati pedu newe, uye ngatiitei sungano newe,+
28 Ivo vakati: “Chokwadi taona kuti Jehovha anewe.+ Nokudaro tati, ‘Tapota, ngapave nemhiko yezvatinosungirwa kuita pakati pedu,+ pakati pedu newe, uye ngatiitei sungano newe,+