Genesisi 28:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Naizvozvo Isaka akarega Jakobho achienda, akaenda kuPadhani-aramu, kwaRabhani mwanakomana waBhetueri muSiriya,+ hanzvadzi yaRibheka,+ amai vaJakobho naIsau.+
5 Naizvozvo Isaka akarega Jakobho achienda, akaenda kuPadhani-aramu, kwaRabhani mwanakomana waBhetueri muSiriya,+ hanzvadzi yaRibheka,+ amai vaJakobho naIsau.+