Genesisi 29:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Naizvozvo Jakobho akati kwavari: “Hama dzangu, munobva kupi?” ivo vakati: “Tinobva kuHarani.”+