Genesisi 29:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Pashure paizvozvo Rabhani akati kuna Jakobho: “Hausi hama yangu here,+ unofanira kundishandira pasina here?+ Ndiudze, Mubayiro wako unofanira kuvei?”+ Genesisi Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 29:15 Nharireyomurindi,10/15/2003, p. 29
15 Pashure paizvozvo Rabhani akati kuna Jakobho: “Hausi hama yangu here,+ unofanira kundishandira pasina here?+ Ndiudze, Mubayiro wako unofanira kuvei?”+