Genesisi 29:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Zvino, Rabhani aiva nevanasikana vaviri. Mukuru wacho ainzi Reya+ uye muduku wacho ainzi Rakeri.