Genesisi 29:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Rabhani akati: “Zviri nani kuti ndimupe iwe pane kuti ndimupe mumwe murume.+ Ramba uchigara neni.”
19 Rabhani akati: “Zviri nani kuti ndimupe iwe pane kuti ndimupe mumwe murume.+ Ramba uchigara neni.”