Genesisi 29:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Jakobho akashanda makore manomwe nokuda kwaRakeri,+ asi akaita semazuva mashomanana kwaari nokuti aimuda.+
20 Jakobho akashanda makore manomwe nokuda kwaRakeri,+ asi akaita semazuva mashomanana kwaari nokuti aimuda.+