Genesisi 29:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Jakobho akabva ati kuna Rabhani: “Chindipai mudzimai wangu, nokuti mazuva angu akwana, uye regai ndirare naye.”+
21 Jakobho akabva ati kuna Rabhani: “Chindipai mudzimai wangu, nokuti mazuva angu akwana, uye regai ndirare naye.”+