Genesisi 29:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Naizvozvo kuzoti ava mangwanani akaona kuti aiva Reya! Naizvozvo akati kuna Rabhani: “Chii ichi chamandiitira? Handina kukushandirai nokuda kwaRakeri here? Saka mandinyengedzerei?”+
25 Naizvozvo kuzoti ava mangwanani akaona kuti aiva Reya! Naizvozvo akati kuna Rabhani: “Chii ichi chamandiitira? Handina kukushandirai nokuda kwaRakeri here? Saka mandinyengedzerei?”+