Genesisi 29:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Akavazve nepamuviri akabereka mwanakomana, akabva ati: “Iko zvino murume wangu achandinamatira, nokuti ndamuberekera vanakomana vatatu.” Naizvozvo akatumidzwa kuti Revhi.+ Genesisi Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 29:34 Nharireyomurindi,10/1/2007, p. 9
34 Akavazve nepamuviri akabereka mwanakomana, akabva ati: “Iko zvino murume wangu achandinamatira, nokuti ndamuberekera vanakomana vatatu.” Naizvozvo akatumidzwa kuti Revhi.+