Genesisi 30:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Naizvozvo akati: “Hoyu murandasikana wangu Bhiriha.+ Rara naye, kuti asunungukire pamabvi angu uye kuti ini, iyeni, ndiwane vana kwaari.”+ Genesisi Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 30:3 Nharireyomurindi,10/1/2007, pp. 10-11
3 Naizvozvo akati: “Hoyu murandasikana wangu Bhiriha.+ Rara naye, kuti asunungukire pamabvi angu uye kuti ini, iyeni, ndiwane vana kwaari.”+