Genesisi 33:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Zvino akati: “Unorevei neboka rose iri revafambi vandasangana navo?”+ Iye akati: “Kuti ndinzwirwe nyasha nashe wangu.”+
8 Zvino akati: “Unorevei neboka rose iri revafambi vandasangana navo?”+ Iye akati: “Kuti ndinzwirwe nyasha nashe wangu.”+