Eksodho 2:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Zvino pamazuva iwayo, Mosesi zvaakanga achiva nesimba, akaenda kuhama dzake kuti anoona mitoro yavakanga vachitakura;+ uye akaona imwe yehama dzake dzechiHebheru ichirohwa nomuIjipiti.+
11 Zvino pamazuva iwayo, Mosesi zvaakanga achiva nesimba, akaenda kuhama dzake kuti anoona mitoro yavakanga vachitakura;+ uye akaona imwe yehama dzake dzechiHebheru ichirohwa nomuIjipiti.+