Eksodho 17:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Naizvozvo akatumidza nzvimbo yacho kuti Masa+ uye Meribha,+ nemhosva yokupopota kwevanakomana vaIsraeri, uye nokuedza kwavo Jehovha,+ vachiti: “Jehovha ari pakati pedu here kana kuti kwete?”+
7 Naizvozvo akatumidza nzvimbo yacho kuti Masa+ uye Meribha,+ nemhosva yokupopota kwevanakomana vaIsraeri, uye nokuedza kwavo Jehovha,+ vachiti: “Jehovha ari pakati pedu here kana kuti kwete?”+