Eksodho 21:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 “Kana nzombe ikatunga murume kana kuti mukadzi, munhu iyeye akafa, nzombe yacho inofanira kutemwa nematombo,+ asi nyama yayo haifaniri kudyiwa; uye muridzi wenzombe yacho haafaniri hake kurangwa. Eksodho Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 21:28 Nharireyomurindi,4/15/2010, p. 29
28 “Kana nzombe ikatunga murume kana kuti mukadzi, munhu iyeye akafa, nzombe yacho inofanira kutemwa nematombo,+ asi nyama yayo haifaniri kudyiwa; uye muridzi wenzombe yacho haafaniri hake kurangwa.