Revhitiko 7:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Zvino pane izvi ngaauye nechimwe chete chezvinopiwa zvacho kuti chive mugove mutsvene kuna Jehovha;+ asi chichava chomupristi anosasa ropa rezvibayiro zvokugoverana.+
14 Zvino pane izvi ngaauye nechimwe chete chezvinopiwa zvacho kuti chive mugove mutsvene kuna Jehovha;+ asi chichava chomupristi anosasa ropa rezvibayiro zvokugoverana.+