-
Revhitiko 13:26Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
26 Asi kana mupristi akachitarira, akaona zvino kuti hapana mvere chena pachidzvanga chacho uye kuti hachina kudzika pasi peganda uye kuti hachichanyatsooneki, mupristi anofanira kubva amuisa kwake oga kwemazuva manomwe.
-