31 Asi kana mupristi akaona hosha yokudonha bvudzi kusingawanzoitiki, uye ichioneka kuti haina kudzika pasi peganda uye pasina bvudzi dema pairi, mupristi anofanira kubva aisa munhu ane hosha yokudonha bvudzi kusingawanzoitiki kwake oga+ kwemazuva manomwe.+